《Shoko reRudo》歌词

[00:00:00] Shoko Rerudo - Trevor Dongo
[00:00:01] Written by:Trevor Dongo
[00:00:02] Mmmmmm yeah
[00:00:06] Tunako music
[00:00:07] Trevor D
[00:00:10] Ndakambofunga pamwe uri murungu
[00:00:12] Mazuva ekutanga ndichitanga kukuona
[00:00:15] Ganda rako kubaka nekupenya zvakanditora moyo ndizvo zvakandidana
[00:00:20] Mhando yako hayiwanike nyore zvinoda ushingi nekumira mira ey
[00:00:25] Kwaunobva kwacho handikuone ini ndosaka ndasarudza ndimbokuyimbira
[00:00:30] Ooouh wiu wiu ndakukukura
[00:00:33] Shoko rerudo kubva kutsi kwemoyo
[00:00:35] Ooouh wiu wiu ndigokuyimbira
[00:00:38] Kuti vavakidzani vagonzwa nemoyo
[00:00:41] Ooouh wiu wiu ndakukukura
[00:00:43] Shoko rerudo kubva kutsi kwemoyo
[00:00:45] Ooouh wiu wiu ndigokuyimbira
[00:00:48] Kuti vavakidzani vagonzwa nemoyo
[00:00:51] Mumba menyu mumbori vangani
[00:00:53] Ndinenge ndafunga zano rangu ini
[00:00:56] I wanna introduce your sisters to my brothers too
[00:00:58] Tibva tangoripenda dzinza rese
[00:01:01] Hanzi roora wematongo
[00:01:02] Wematongo
[00:01:03] Tokuchinja zita wova wekwa Dongo
[00:01:05] Wekwa Dongo
[00:01:06] Vakawanda zvichava batabata
[00:01:08] Nekuti pakukuda handimbo cutter cutter
[00:01:11] Ooouh wiu wiu ndakukukura
[00:01:13] Shoko rerudo kubva kutsi kwemoyo
[00:01:16] Ooouh wiu wiu ndigokuyimbira
[00:01:18] Kuti vavakidzani vagonzwa nemoyo
[00:01:21] Ooouh wiu wiu ndakukukura
[00:01:23] Shoko rerudo kubva kutsi kwemoyo
[00:01:26] Ooouh wiu wiu ndigokuyimbira
[00:01:28] Kuti vavakidzani vagonzwa nemoyonemoyo
[00:01:31] It's nature to be so much in love
[00:01:35] To be so much in love
[00:01:37] Hazvingapikiswe kwete
[00:01:39] Chero tichiwirirana chete
[00:01:41] It's nature to be so much in loooove
[00:01:45] So much in love
[00:01:46] Hazvingapikiswe kwete
[00:01:49] Chero tichiwirirana chete
[00:01:54] Ooooh woo hoo ooo yeah
[00:01:58] Yeah yeah yeah oooooooh
[00:02:02] Ooouh wiu wiu ndakukukura
[00:02:04] Shoko rerudo kubva kutsi kwemoyo
[00:02:06] Ooouh wiu wiu ndigokuyimbira
[00:02:09] Kuti vavakidzani vagonzwa nemoyo
[00:02:11] Ooouh wiu wiu ndakukukura
[00:02:14] Shoko rerudo kubva kutsi kwemoyo
[00:02:16] Ooouh wiu wiu ndigokuyimbira
[00:02:19] Kuti vavakidzani vagonzwa nemoyo
[00:02:21] It's nature to be so much in love
[00:02:26] Yeah
[00:02:28] Yeah
[00:02:31] It's nature to be so much in love
[00:02:36] Yeah
[00:02:39] Yeah
[00:02:40] It's
[00:02:42] Ooouh wiu wiu ndakukukura
[00:02:44] Shoko rerudo kubva kutsi kwemoyo
[00:02:47] Ooouh wiu wiu ndigokuyimbira
[00:02:49] Kuti vavakidzani vagonzwa nemoyo
[00:02:51] Nemay kunsi kunsi kunsi nemay
[00:02:54] Shoko rerudo kubva kutsi kwemoyo
[00:02:56] Kede kunsi keleme
[00:02:59] Yeah yeah
[00:03:01] Yeah yeah
[00:03:03] Yeah
[00:03:06] Oh yeah
[00:03:08] Oooohh
您可能还喜欢歌手Trevor Dongo的歌曲:
随机推荐歌词:
- Oats Peas Beans [儿童歌曲]
- 405章一个铜板也是钱呀 [沈清朝]
- Peace, Piece By Piece [Unleashed]
- Community Centre [Passenger]
- Thick As A Brick [Jethro Tull]
- Don’t Let Me Go [10CM]
- Soda Pop [Robbie Williams&Michael B]
- We Talked Again [Bridie Jackson and The Ar]
- 因为思念 [金桢勋]
- 从来没有忘记你 [野马]
- My Little Girl [The Isley Brothers]
- 飞行的花 [薛仲辉]
- 失守的泪 [赵艺萱]
- Aku Seadanya [Fauziah Latiff]
- No Letter Today [Bill Haley]
- Grandfather’s Clock [The Everly Brothers]
- Solo Aqui [Airbag]
- Don’t You Wanna Stay [Kelly Clarkson]
- Bayangan [Ella]
- Good Life(The Factory Team Remix) [The Band]
- Pronta Entrega [Virus]
- Un Día Más [Reik]
- My Baby Just Cares for Me [Ambrose & His Orchestra]
- Welcome Me Back Homies [Javi&Bumkey]
- When You Love Me [Szilvia Elek]
- Party Rock Anthem [GILLE&Steve Jay]
- Lágrima [Baden Powell&Alaide Costa]
- Save the Last Dance for Me [The Drifters]
- Love Don’t Love Nobody [James Brown]
- Angel Eyes [Shirley Bassey]
- I Got It Bad [Ella Fitzgerald]
- 魅音墨尔本 [枫宇辰]
- When My Dreamboat Comes Home [Kay Starr&D.R]
- 樱花树下的重逢 [吉宝]
- Hector the Hero [North Sea Gas]
- Zillertaler Hochzeitsmarsch [The Kisscats]
- Ti voglio bene Denver [Giulia Ugatti]
- Whatever Lola Wants (Lola Gets) [Sarah Vaughan]
- 铃音(oppo mp3 短消息) [广告歌曲]
- 103宝鉴 [祁桑]
- 放肆黑夜 [芭比]