《Kana Mweya Mutsvene (Live)》歌词

[00:00:00] Kana Mweya Mutsvene (Live) - Zimpraise
[00:00:01] Composed by:Joseph Madziyire/Wencilus Makungisa
[00:00:04] Kana Mweya mutsvene agara pamusoro pangu ndichatamba saDhavidha
[00:00:11] Kana Mweya mutsvene agara pamusoro pangu ndichaimba saMiriam
[00:00:18] Ndotamba-tamba ndotamba iwee
[00:00:22] Trisa samba sa jigusa
[00:00:25] Kana Mweya mutsvene agara pamusoro pangu ndichatamba saMiriam
[00:00:31] Ah hona heree
[00:00:34] Ah hona heree
[00:00:38] Ah hona heree
[00:00:42] Ah hona heree
[00:00:44] Kana mweya mtsvenee
[00:00:47] Kana Mweya mutsvene agara pamusoro pangu ndichatamba saDhavhidha
[00:00:52] Kana mweya mtsvenee hona
[00:00:54] Kana Mweya mutsvene agara pamusoro pangu ndichatamba saDhavhidha
[00:00:59] Kana mweya mtsvenee
[00:01:01] Kana Mweya mtsvenee agara pamusoro pangu ndichatamba saDhavhidha
[00:01:06] Ndotamba ndotamba hona
[00:01:08] Ndotamba-tamba ndotamba iwee ndichatamba saDhavhidha
[00:01:13] Ndotamba ndotamba mkoma
[00:01:15] Ndotamba-tamba ndotamba iwee ndichatamba saDhavhidha
[00:01:20] Everybody
[00:01:34] Kana mweya mtsvenee hona
[00:01:36] Kana Mweya mtsvenee agara pamusoro pangu ndichaimba saMiriam
[00:01:41] Kana mweya mtsvenee hona
[00:01:43] Kana Mweya mtsvenee agara pamusoro pangu ndichaimba saMiriam
[00:01:48] Kana mweya mtsvenee hona
[00:01:50] Kana Mweya mtsvenee agara pamusoro pangu ndichaimba saMiriam
[00:01:55] Ndoimba ndoimba mkoma
[00:01:57] Ndoimba-imba ndoimba iwee ndichaimba saMiriam
[00:02:02] Ndoimba ndoimba hona
[00:02:04] Ndoimba-imba ndoimba iwee ndichaimba saMiriam
[00:02:09] Ndoimba ndoimba mkoma
[00:02:10] Ndoimba-imba ndoimba iwee ndichaimba saMiriam
[00:02:15] Hande tionee
[00:02:23] Hande tionee eeh eh eh eh eh
[00:02:31] Hande tionee eeh eh eh eh eh
[00:02:36] Vana vaPharoah vamunoona avaa shuwa hamuchazovaone zvee
[00:02:44] Vaida kuti tiparadzwe asi ndivo vaparadzwa nemvura wani
[00:02:51] Vaida kuti ndinyadziswe asi ndivo vanyadziswa
[00:02:58] Vaida kuti ndipusiswe asi ndivo vapusiswaa
[00:03:04] Ndotamba ndotamba mkoma
[00:03:06] Ndotamba-tamba ndotamba iwee ndichatamba saDhavhidha
[00:03:11] Ndotamba ndotamba mkoma
[00:03:13] Ndotamba-tamba ndotamba iwee ndichatamba saDhavhidha
[00:03:18] Ndotamba ndotamba mkoma
[00:03:20] Ndotamba-tamba ndotamba iwee ndichatamba saDhavhidha
[00:03:37] Hande tione vakomana
[00:03:41] Huuu
[00:03:50] Huya apa huya apa
[00:03:51] Huya apa huya apa
[00:03:51] Huya apa huya apa
[00:05:05] Nchataamba saDhavhidha
[00:05:08] Ndoiimba saMiriam
[00:05:12] Nchataamba saDhavhidha
[00:05:15] Ndoiimba saMiriam
[00:05:18] Nchataamba saDhavhidha
[00:05:22] Ndoiimba saMiriam
[00:05:25] Nchataamba saDhavhidha
[00:05:28] Ndoiimba saMiriam
[00:05:30] Hoo nchatamba ini
[00:05:32] Nchataamba saDhavhidha
[00:05:34] Hee nchaimba ini
[00:05:35] Ndoiimba saMiriam
[00:05:37] Hoo nchatamba ini
[00:05:39] Nchataamba saDhavhidha
[00:05:40] Hee ndchatamba
[00:05:42] Ndoiimba saMiriam
[00:05:44] Hona tamba tamba tamba mkoma
[00:05:46] Nchataamba saDhavhidha
[00:05:47] Hee nchaiimba
[00:05:49] Ndoiimba saMiriam
[00:05:51] Hoo nchatamba
[00:05:52] Nchataamba saDhavhidha
[00:05:56] Ndoiimba saMiriam
[00:05:57] Hoo nchatamba
[00:05:59] Nchataamba saDhavhidha
[00:06:02] Iye iyee Ndoiimba saMiriam
[00:06:04] Hoo nchatamba
[00:06:06] Nchataamba saDhavhidha
[00:06:07] Hee nchaiimba
[00:06:08] Iye iyee Ndoiimba saMiriam
[00:06:11] Hona tamba tamba tamba
[00:06:12] Nchataamba saDhavhidha
[00:06:15] Hee nchaiimba
[00:06:15] Iye iyee Ndoiimba saMiriam
[00:06:17] Hoo nchatamba
[00:06:19] Nchataamba saDhavhidha
[00:06:21] Hee nchaii
[00:06:22] Iye iyee Ndoiimba saMiriam
[00:06:24] Hoo nchataa
[00:06:26] Nchataamba saDhavhidha
[00:06:28] Hee nchaiimba
[00:06:29] Iye iyee Ndoiimba saMiriam
[00:06:31] Hona tamba tamba tamba
[00:06:33] Nchataamba saDhavhidha
[00:06:34] Hee nchaiimba
[00:06:35] Iye iyee Ndoiimba saMiriam
[00:06:38] Munhu wese ngatimboimba
[00:06:40] Nchataamba saDhavhidha
[00:06:42] Iye iyee Ndoiimba saMiriam
[00:06:45] Everybody Nchataamba saDhavhidha
[00:06:49] Iye iyee Ndoiimba saMiriam
[00:06:51] Hoo nchatamba
[00:06:53] Nchataamba saDhavhidha
[00:06:55] Hee nchaiimba
[00:06:56] Iye iyee Ndoiimba saMiriam
[00:06:59] Hona tamba tamba tamba
[00:07:00] Nchataamba saDhavhidha
[00:07:02] Iye iye Ndoiimba saMiriam
[00:07:07] Nchataamba saDhavhidha
[00:07:09] Iye iye Ndoiimba saMiriam
[00:07:14] Nchataamba saDhavhidha
[00:07:16] Iye iye Ndoiimba saMiriam uhh
[00:07:21] Nchataamba saDhavhidha
[00:07:23] Iye iye Ndoiimba saMiriam uhh uhh
[00:07:32] Nchataamba
[00:08:45] Nchataamba saDhavhidha
[00:08:48] Iye iye Ndoiimba saMiriam
[00:08:52] Nchataamba saDhavhidha
[00:08:54] Iye iye Ndoiimba saMiriam
[00:08:59] Nchataamba saDhavhidha
[00:09:01] Iye iye Ndoiimba saMiriam
[00:09:05] Nchataamba saDhavhidha
[00:09:08] Iye iye Ndoiimba saMiriam
[00:09:12] Nchataamba saDhavhidha
[00:09:15] Iye iye Ndoiimba saMiriam
[00:09:19] Nchataamba saDhavhidha
[00:09:21] Iye iye Ndoiimba saMiriam
[00:09:26] Nchataamba saDhavhidha
[00:09:28] Iye iye Ndoiimba saMiriam uhhh
您可能还喜欢歌手Zimpraise的歌曲:
随机推荐歌词:
- Seven Years [Baby Mammoth]
- 雨夜驚夢 [羅文]
- How To Save A Life [The Fray]
- It’s Only Love [Def Leppard]
- Hard Times(Remaster) [Bob Dylan]
- Wedding Song [David Bowie]
- ひかり [星村麻衣]
- 爱 . 无胆(live) [洪卓立]
- They All Want You [Lissie]
- Pretty Girl Hate [Republica]
- 蹦跶蹦跶 [MC歌者蛮王]
- Htel des caravelles [Julien Clerc]
- 苏州河边(修复版) [徐玮&维也纳管弦乐队]
- Vicar in a Tutu(Live in London, 1986) [The Smiths]
- I Need Your Love So Bad [Irma Thomas]
- Cuando Lloran los Valientes [PeDro Infante]
- Bang Bang [The Gimp Royales&S.Bono]
- 完全体 [铁皮玩乐]
- Long Lonesome Journey [Fats Domino]
- Subterranean Homesick Blues [Bob Dylan]
- I DON’T LIKE IT, I LOVE IT(Workout Remix) [Mc Boy]
- 【豫剧】三哭殿 1/2 [唐喜成]
- Fell In Love With An Alien [The Kelly Family]
- Celebration [Kool & the Gang]
- Madreselva [Francisco Canaro&Mario Al]
- Winter Wonderland [Various Artists]
- Cancion del Ole [Sara Montiel]
- Memórias [Fafá de Belém]
- Lament [Yma Sumac]
- 卫风 淇奧 [于文华]
- The Boxer [James Last]
- Gemilang [Ella]
- EA7炸场(DJ版) [安浩凯]
- Total Eclipse of the Heart [Zander&Peter Millwood&Ale]
- Changing The Colors Of Life [Los Chijuas]
- The First Noel [Bing Crosby]
- Miss guéguerre [Léo Ferré]
- Ven Bailalo [Extra Latino]
- I Don’t Stand a Ghost of a Chance with You(Remastered 2017) [Billy Eckstine]
- Can’t Stop(feat. Kanye West) [Theophilus London&Kanye W]
- 鹧鸪天 咏梅 [则旭]